Zvave Nyore Kujoina OneMoney
OneMoney is a mobile payment service from NetOne, a Zimbabwean mobile network operator, that allows users to send and receive money, pay bills, and shop online using their mobile phones.…
TelOne yane kamwe kaApp kanoita kuti ufonere mamwe ma networks zvebhakosi
Ma days apfuura aya ndakambotaura nezve ka App kanonzi CatchApp ke Africom. Kanoita kuti munhu ufonere mamwe ma networks emuno mu Zim. Kanoshanda ne Internet kana usina data hakashande. Kanoshandisa…
Cloudflare Outage Hits Zimbabwe: X, ChatGPT, and More Affected
A major outage at Cloudflare, a leading internet infrastructure provider, disrupted access to several global platforms, including X (formerly Twitter), ChatGPT, and Claude AI, in Zimbabwe on November 18, 2025.…
“Bho Here”: A Heartbreak Anthem for the Real Ones
In a time where love is glamorized and feelings are filtered. Ndebele Icon returns with a raw, emotional banger titled Bho Here, a track produced by Titusbeats at MJPstudios that…
Kutenga Zvinhu Zvakachipa Kunodhura
Munhu unotenga zvakachipa uchiti uri kusevha wotozoona kuti, unenge wakutobuda mari more chinhu chadhakwa chakuda ma repairs. Dzimwe nguva chinenge chato chekurasa chisisaite kushandisa futi. Like ka Pan kandakatenga mutown…
Telecel Ine Potential Yekupisa
Ma first days network yavo yaive terrible pandakatanga kuishandisa. Area yangu yandogara yepa Ruwa apa yanga itorine 2G and 3G yavo ichibata zveapo neapo. Waigara une BP munhu. Ichiti magetsi…
Econet Ikufanirwa Kuvhurira Vanhu Vese maSmart4u Bhanduru
Econet ikufanirwa kungoita ma Smart4u bundles official. Ndane time yakati ooh ndichiona vachipa ma offer ebhakosi redata iri kune vamwe mumastreets. Ini handisati ndawanawo offer zvinotondibata bata. Ndotoshaya kuti vanoshandisa…
KaApp Aka Kanoita Kuti Ndione Zvikupisa Zvinofadza Maziso
Ndaona ka App aka kanonzi JustWatch. Kanoita kuti ndizive zviri kupisa mazuvaano kuma movies nema series. Kanoratidza zvinenge zvichipisa kubva kune ma streaming services akaita sana Netflix, Showmax, Amazon Prime…
NetOne Yobika Mbodza
NetOne yaita revamp ma MoGigs bundles ayo kuisa zve off-peak, on-peak bla bla. Zvekuti rimwe data roshanda pakati pehusiku rimwe kwakachena. Kungoda kuita zvinobhowa vanhu, ndozvinhu zvatakatiza kubva kune mamwe…
Kwaita Bhakosi ReData KuNetOne
NetOne yafunga kubura zvimwe zvinyowani zvairi kuti ma Big Beautiful Bundles. Mazuva apfuura aya yakabura ayiri kuti ma OneFlex Bundles akudhura so. Sezvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. 100GB dzikuitwa…