Holy Ten Adzoka Mumastreets ETwirra
Mukomana anga amboti zii zii mumastreets etwirra iyo yakunzi X mazuvaano. Now adzoka neka handle kekuti holytenmujaya. Holy Ten mwedzi uno akatipakurira bhama rake nyowani rinonzi Risky Life II. Akaiita…
Ndoposta zvekupenga kuno
Mukomana anga amboti zii zii mumastreets etwirra iyo yakunzi X mazuvaano. Now adzoka neka handle kekuti holytenmujaya. Holy Ten mwedzi uno akatipakurira bhama rake nyowani rinonzi Risky Life II. Akaiita…
by Tudzaa Afunga kutipakurira bhama rinonzi Seasons muna April. Hameno kuti rinenge rakaitasei. Last year ane EP raipisa rainzi Different raive nema trcks 4 chete. Iroro akaribika zviri bho. Even…
Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. Its Friday night, today we will dissect the fixtures of the upcoming matches.…
Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. Without Manchester United, Chelsea and Liverpool there is clearly nothing interesting to talk…
Welcome to the most exciting show- THE SHAMELESS PUNDIT hosted by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. Well where do I begin, let us start with the dissection of last…
by Tudzaa Sezvandakambotaura kumashure uku kuti muimbi uyu Takunda Kurinyepa ane chipo chekuimba chisina vakawanda. Anoimba zviri natural zvisina kubuda tsinga, voice rake harina ma scratch music yake iri international.…
by Tudzaa Voltz JT akufanirwa kutipakurira zvimwe zvima freestyle. Pane freestyle raakarova pa ZiFM yoo rinopisa achiflowa ma bars mukomana. Hameno zvazviri so zvonzwisa manyuku nyuku. Tikutoda more kana akaona…
by Beedzo Pane mifananidzo yemujaya 10 yaita mukurumbira muma streets. Mukomana arikuonekwa akangopfeka zviye zvekunzi chero ndavhara nyama yangu chete zvisingaenderane ne status yake. Mujaya asiya mafans ari divided on…
Since tave mugoredzva ndakangoona kuti content yangu mazuvaano mumastreets ndeye kungochema chema. Ndogara ndichingochema chema 24/7. Ndikangoti why not kugadzira blog randinenge ndichingoisa zvichemo zvangu zvekupenga. Iri rinenge rave blog…
by Tudzaa Mufesi wemagetsi Voltz JT adonhedza vhidhiyo nyowani re Mkoma Brian mazuva apfuura aya. Rane 3 days rabuda rakutopisa riri pa number 1 ku YouTube. Mkoma Brian yakurumidza kupera…