TelOne Yafunga Kubura Zvimwe Zvinyowani
Hapana kana nguva yabva kubura mabhanduru manyowani muna Chikunguru(July). Amuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. Ma statements akadaiso anotyisa l hope kuti haizobvongodza mabhanduru anga akazvinakira ayakabva kubura, ikangodaro chete…