Kwaita Bhakosi ReData KuNetOne
NetOne yafunga kubura zvimwe zvinyowani zvairi kuti ma Big Beautiful Bundles. Mazuva apfuura aya yakabura ayiri kuti ma OneFlex Bundles akudhura so. Sezvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. 100GB dzikuitwa…
Ndoposta zvekupenga kuno
NetOne yafunga kubura zvimwe zvinyowani zvairi kuti ma Big Beautiful Bundles. Mazuva apfuura aya yakabura ayiri kuti ma OneFlex Bundles akudhura so. Sezvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa. 100GB dzikuitwa…
NetOne yakabura ma bundles ayo manyowani anonzi OneFlex. Ekuti unosarudza ma minutes, sms ne data raunenge uchida zviri customised kunge YoMix yeEconet. Take control your way with the all-new OneFlex…
Kana zvakakwidza EcoCash inomboita zvainoda and zvinoitika vanhu makavarairwa. Ndakatoita notice ka trend kuti inofarira kudhakwa mwedzi uchitanga or mwedzi paunenge wakupera. Kubva makuseni anhasi iri kuita drama rekuti ukabaya…
If you’re watching DStv in Zimbabwe using a South African account, you might want to think twice. MultiChoice Zimbabwe has launched a fresh campaign — DStv ZIMnandi — urging locals…