NetOne yaita revamp ma MoGigs bundles ayo kuisa zve off-peak, on-peak bla bla. Zvekuti rimwe data roshanda pakati pehusiku rimwe kwakachena.

Kungoda kuita zvinobhowa vanhu, ndozvinhu zvatakatiza kubva kune mamwe manetworks now zvaveko ku NetOne. Munhu unofanirwa kuita zvaunoda nema gigs aunenge watenga anytime kwete zvema limits izvo zvekupenga.

Mazuva apfuura ayo yakabura ma OneFlex bundles anodhura now this. Telecel ndiyo yega yasarwa isina zvema off-peak on-peak.  Hameno tichaona kuti zvosvikepi vachanzwa nekutukwa nevanhu.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *