LimeRhymer Adonhedza Vhidhiyo Nyowani
Muimbi LimeRhymer anezita repachitupa rekuti Peter Anesu Mafuzha atipakurira vhidhiyo idzva re trck rake rinonzi Bhizi.Vanoda kuona vidz racho re moribata pazasi apa. Bhizi yaka projuswa na Zae The Alchemist.…
Ndoposta zvekupenga kuno
Muimbi LimeRhymer anezita repachitupa rekuti Peter Anesu Mafuzha atipakurira vhidhiyo idzva re trck rake rinonzi Bhizi.Vanoda kuona vidz racho re moribata pazasi apa. Bhizi yaka projuswa na Zae The Alchemist.…
Pese pandoposta chikafu changu mumastreets eTwirra. Vamwe vanhu vanouuya vachiti handina exposure mu comment section. Ndovati chiposta kaa chenyu chikafu chine exposure ndione vobva vati zii havachabatike. Ndozvandodya kumba kwedu…
Hazvisi zvekuita rely ne one social media platform. Hantie mukuona kuti nezuro Facebook, Instagram ne Threads zvakambobheuka nezuro. Zvoda kuti munhu uveko kwese just in case. Vanhu nezuro vanga vazara…
Pandakapedzisira kutaura nezva Sisi Gemma anga adonhedza EP rake rinonzi A Girl From Harare. Music yakadzikama inonakidza kunzwa inonyatsopinda mubhonzo. Ndino Pembera iri mu Riddim rakabva kuburwa recently rinonzi Nguva…
Nyasha David recently dropped vhidhiyo rake re trck rake nyowani rinonzi Nokusingaperi. Mufesi uyi ane ka soft voice ke RnB kanospaka kunzwa. Vhidhiyo racho rakarongeka riri kutrender riri pa number…
Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. Manchester was buzzing as the battle between City and United went underway. Manchester…
by Kedu Divah Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. The biggest domestic competition commenced as teams searched for wins…
by Tudzaa NRZ Twitter (mastreets ekughetto) nezuro yaingove hwerere hwerere mumastreets eTwirra. Handisati ndamboona hondo yakawandisa kudaro pazuva rimwe chete. 28 Kukadzi 2024 zuva iri handife ndakarikanganwa. Munhu waingoti ukangocheuka…
by Kedu Divah Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. Sunday 25 February was important in the world of football…
by Kedu Divah Welcome to the most exciting blog tab- THE SHAMELESS PUNDIT by your favourite Gweru Kid, Panashe Dave. The first match that was supposed to be played between…