Econet Yodira Jecha SmartBiz
Econet yabura mabhanduru manyowani ayiri kuti ma Smart-Suite packages anoti: MaSmart-Suite bundles acho amwe ane ma speed caps, amwe haana. Munhu ukabaya ku *143# hakusisina ka option kakanzi SmartBiz kwane…
Ndoposta zvekupenga kuno
Focuses on Tech News
Econet yabura mabhanduru manyowani ayiri kuti ma Smart-Suite packages anoti: MaSmart-Suite bundles acho amwe ane ma speed caps, amwe haana. Munhu ukabaya ku *143# hakusisina ka option kakanzi SmartBiz kwane…
Ndadzoka nezvimwe zvekupenga. Ndane gore ndichishandisa fibre ye TelOne then 2 weeks ndichishandisa Blaze LTE ye TelOne. Zvese zviri bho but pane pazvakanakira nepazvakaipira. TelOne Fibre ndiyo iya inofamba netambo…
So ndaimboibhiga SmartBiz ye Econet ikazosvika pakuita kuti ndimborongedza line. The SmartBiz experience was not SmartBizing anymore. Internet connection would be terrible everyday. Ichiita zvainoda ma on and off payadira…
Competition yakanaka inoita kuti zvinhu zvinakidze. Hapana kana mazuva TelOne yabva kudonhedza bhakosi rema new unlimited packages ayo. Now Econet yakuda kubura zvitsva. Econet smartbiz yayo yakatanga ichifaya now haichanakidze…
Nhasi ndopakutanga kushanda mabhanduru ayo manyowani ayakabura mazuva apfuura aya. Ndanga ndakatotaimira kuona kuti ma speeds ayo achawedzera here. Yaa ishuwa ma speeds eTelOne Blaze ne TelOne fibre yayo zvawedzera.…
Mazuvaano it seems kuti TelOne inenge yarongeka pakuita apply for ma services ayo. Hakusisina zviya zvekufilla zvimwe zvimapepa zvaibhowa. Zvekuti waiti wazvifilla then wozomirira kuwana service yauri kuda after some…
Sekutaura kwandanga ndakamboita nezuro apa. Nhasi zvazadziswa zvanga zviri zveshuwa kuti yabura zvitsva. Ma packages acho akamira so. PaBlaze 20usd munhu ukupihwa 75Gig PaBlaze 25usd ukupihwa 150Gig PaBlaze 50usd ukupihwa…
Hameno kuti ka technical glitch here or not. Manje chinenge chapostewa ku Twirra(Twitter yakunzi X mazuvaano) hachi dhilitike zvekumhanya. Chinombotora nguva chiriko. Post yacho yanga yanga ine mabhanduru ane ma…
App kacho kanonzi CatchApp. Kanoita kuti ufonere mamwe ma networks emuno mu Zim. Kanoshanda ne Internet kana usina data hakashande. Kanoshandisa technology inonzi VoIP. VoIP stands for Voice over Internet…
Staira inoitwa nemamwe ma Telecoms emuno ana Liquidhome, Telone etc yekuti ukapihwa line redata ronzi rinongoshanda nzvimbo/area one yakadhakwa. For example unotenga line ronzi rinoshanda ku Ruwa chete. Ukangopindira Harare…