Tsvarakadenga Shashl Ikupisa
by Tudzaa Shashl ane acoustic yakaita ye trck rake Deepisa iro rino feature King98. Aka ndakangosangana nako ku YouTube ndikanakirwa. Ane chipo chekuimba voice rake nemavhidhiyo ake angori International. Haa…
Ndoposta zvekupenga kuno
by Tudzaa Shashl ane acoustic yakaita ye trck rake Deepisa iro rino feature King98. Aka ndakangosangana nako ku YouTube ndikanakirwa. Ane chipo chekuimba voice rake nemavhidhiyo ake angori International. Haa…
by Tudzaa Blaq Knight wepa Marondera apa uyo ane zita repachitupa rekuti Richard Munashe Dhuku. Adonhedza bhama nyowani ronzi Trapping Spree. Its the second edition ye Trapping Spree sequel. Rakaitwa…
Mukomana anga amboti zii zii mumastreets etwirra iyo yakunzi X mazuvaano. Now adzoka neka handle kekuti holytenmujaya. Holy Ten mwedzi uno akatipakurira bhama rake nyowani rinonzi Risky Life II. Akaiita…
by Tudzaa Afunga kutipakurira bhama rinonzi Seasons muna April. Hameno kuti rinenge rakaitasei. Last year ane EP raipisa rainzi Different raive nema trcks 4 chete. Iroro akaribika zviri bho. Even…
by Tudzaa Sezvandakambotaura kumashure uku kuti muimbi uyu Takunda Kurinyepa ane chipo chekuimba chisina vakawanda. Anoimba zviri natural zvisina kubuda tsinga, voice rake harina ma scratch music yake iri international.…
by Tudzaa Voltz JT akufanirwa kutipakurira zvimwe zvima freestyle. Pane freestyle raakarova pa ZiFM yoo rinopisa achiflowa ma bars mukomana. Hameno zvazviri so zvonzwisa manyuku nyuku. Tikutoda more kana akaona…
by Beedzo Pane mifananidzo yemujaya 10 yaita mukurumbira muma streets. Mukomana arikuonekwa akangopfeka zviye zvekunzi chero ndavhara nyama yangu chete zvisingaenderane ne status yake. Mujaya asiya mafans ari divided on…
by Tudzaa Mufesi wemagetsi Voltz JT adonhedza vhidhiyo nyowani re Mkoma Brian mazuva apfuura aya. Rane 3 days rabuda rakutopisa riri pa number 1 ku YouTube. Mkoma Brian yakurumidza kupera…