Category: Zvimwewo

Why Zvichemo?

Since tave mugoredzva ndakangoona kuti content yangu mazuvaano mumastreets ndeye kungochema chema. Ndogara ndichingochema chema 24/7. Ndikangoti why not kugadzira blog randinenge ndichingoisa zvichemo zvangu zvekupenga. Iri rinenge rave blog…