Competition yakanaka inoita kuti zvinhu zvinakidze. Hapana kana mazuva TelOne yabva kudonhedza bhakosi rema new unlimited packages ayo. Now Econet yakuda kubura zvitsva.

Econet smartbiz yayo yakatanga ichifaya now haichanakidze kushandisa, yadhakwa zvekuti vanhu vazhinji vakuchema nayo. Ini ndakatomborongedza line racho. Masai sai acho anga ave kungoita zvima on and off nekungonanaira.

Tichaona kuti mabundles ayiri kuda kubura anenge akamira sei, and also nekuti masai sai acho achadzoka ane simba here asisananaire.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *