Econet yabura mabhanduru manyowani ayiri kuti ma Smart-Suite packages anoti:
| PACKAGE | PRICE | DATA |
|---|---|---|
| SmartLite | 30USD | 50GB |
| SmartPlus | 40USD | 75GB |
| SmartMax | 50USD | 100GB |
| SmartFlex | 70USD | 200GB |
| SmartUltra | 99USD | 400GB |
| SmartPro | 170USD | 800GB |
MaSmart-Suite bundles acho amwe ane ma speed caps, amwe haana.
| PACKAGE | SPEED CAPS |
|---|---|
| SmartLite | None |
| SmartPlus | None |
| SmartMax | None |
| SmartFlex | 7Mbps |
| SmartUltra | 10Mbps |
| SmartPro | 20Mbps |
Munhu ukabaya ku *143# hakusisina ka option kakanzi SmartBiz kwane SmartSuite.

Ukaita select option 7 yakanzi SmartSuite pakubva pabuda mamwe 2 ma options ekuti SmartSuite Home ne SmartSuite Business. Yaimbonzi SmartBiz yachinjwa zita yakunzi SmartSuite Business.

So kana wanga wagara une SmartBiz line seni unobaya pakanzi SmartSuite Business. Woisa number dzako dze SmartBiz inobva yakubuditsira ma packages 3 akanzi SmartFlex, SmartUltra, ne Smart Pro. Zvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa.

Zvakureva izvo kuti mamwe three asara anoti SmartLite, SmartPlus ne SmartMax ari apo pakanzi SmartSuitHome.
Smartbiz yakambotanga ichifaya ikazotanga kudhakwa. Pamwe yanga yakuvaremera kuramba vachiita continue nayo vakuita loss hameno. Tichazoona kuti aya mabhanduru manyowani anenge achipefoma zvakadii.
Vanenge vachizoda ma Smart-Suite mobaya ku Econet shop monoitirwa masettings acho. Hanzi anoshanda nema router or mifi chete.
