Mukomana anga amboti zii zii mumastreets etwirra iyo yakunzi X mazuvaano. Now adzoka neka handle kekuti holytenmujaya. Holy Ten mwedzi uno akatipakurira bhama rake nyowani rinonzi Risky Life II. Akaiita ma dope videos HD akazara creativity yakasiyana siyana. Mavhidhiyo acho achiri kupisa ku YouTube uko nanhasi.

Ndotokuda yake na Kimberly Richard ikupisa iri pa number 2 ku YouTube.

Banga aka kaka feature Kimberly Richard kari bho hakarwadze kunzwa. Kari kupisa kari pa number 1.

Baba Vasina Basa ndakafarira the message yaitaurwa apa yekukoshesa ana Baba vedu. Chi beat chiri sick. Iri pa number 7.

Jongwe iyi ine ka beat ke RnB kanenge kachifamba zvinyoro nyoro. Aka kafeature Kayflow haa kanospaka. Aka kari panumber 11.

Sorry Boss aka ndanga ndaingo gutsirira musoro kakaipa. Kakupisa kari pa number 5 ku YouTube.

Secondary School ikupisa iri pa number 4.

Paranoia aka kari touching number 6

Are You Really Leaving number 18

Risky Life Interlude number 14

One Step Ahead number 10

Wake Up number 8

Maona kaa kuti akupisa mukomana. Then ku Apple Banga iri pa number 1, Ndotokuda iri pa number 3. Sezvamuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa.

Anyway back to nyaya. I’m happy kuti mukomana adzoka mumastreets zvichaita kuti munyatsonakidze more.

https://twitter.com/holytenmujaya/status/1759112011911246016?t=MNv4_RWvmyGn1Uhy-g-ttw&s=19

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *