by Beedzo
Pane mifananidzo yemujaya 10 yaita mukurumbira muma streets. Mukomana arikuonekwa akangopfeka zviye zvekunzi chero ndavhara nyama yangu chete zvisingaenderane ne status yake. Mujaya asiya mafans ari divided on who is to blame mumapfekero ake anoshoreka.
Vamwe vange voti anomusonera hembe ndiye dambudziko. Manje anombomusonera wacho abuda pachena kuti haana anything to do ne dressing iri pamufananidzo uri kutenderera. Nemukurumbira wake yave nguva yekuti atsvage someone anoona nezve wardrobe yake to avoid such malfunctions zvinosungisa nemapurisa efashoni.
Tipei zvamunofunga