TelOne Yabura Bhakosi reMabhanduru Manyowani
Sekutaura kwandanga ndakamboita nezuro apa. Nhasi zvazadziswa zvanga zviri zveshuwa kuti yabura zvitsva. Ma packages acho akamira so. PaBlaze 20usd munhu ukupihwa 75Gig PaBlaze 25usd ukupihwa 150Gig PaBlaze 50usd ukupihwa…
TelOne yaposta mabhanduru manyowani ndobva yadhilita
Hameno kuti ka technical glitch here or not. Manje chinenge chapostewa ku Twirra(Twitter yakunzi X mazuvaano) hachi dhilitike zvekumhanya. Chinombotora nguva chiriko. Post yacho yanga yanga ine mabhanduru ane ma…
thutshu belibele nge video lika Torn and Broken
Ingcitshi kwezomculo, Ndebele Icon lo Ian Rikes baxhumane lo Leeking Pictures basiphathela into encomekayo ku video lika Torn and Broken. Ingoma leyi iphekwe ngu DJ Divara eHwange. Bacule ngendaba ehlukuluze…
Africom ine ka app kanoita kuti ufonere mamwe ma networks zvebhakosi
App kacho kanonzi CatchApp. Kanoita kuti ufonere mamwe ma networks emuno mu Zim. Kanoshanda ne Internet kana usina data hakashande. Kanoshandisa technology inonzi VoIP. VoIP stands for Voice over Internet…
Zvekuita GeoLock Malines Ndezvekupenga
Staira inoitwa nemamwe ma Telecoms emuno ana Liquidhome, Telone etc yekuti ukapihwa line redata ronzi rinongoshanda nzvimbo/area one yakadhakwa. For example unotenga line ronzi rinoshanda ku Ruwa chete. Ukangopindira Harare…
Ndaablokwa ne Econet
First time yangu kublokwa nevanhu vemasai sai zvinotoshura. 2025 zvaari ma1. Nezuro manheru ndakangoti regai nditumire zvichemo zvangu kuvamiriri ve Econet ku DM kwavo kumastreets eTwitter. Ndofunga vakanzwa nungo dzekuverenga…
“WARGAMES: The Ultimate Hip Hop vs Dancehall DJ Battle Hits Harare”
The battle lines are drawn as Riddims and Raps, in collaboration with DJ RSK, presents WARGAMES: Hip Hop vs Dancehall—a high-energy DJ clash where two of Zimbabwe’s biggest genres go…
VaWinky D Vadonhedza Zvinyowani Zvinopisa
Ichi chi surprise changokandwa vanhu takavarairwa. Muimbi Winky D atipakurira mimhanzi minyowani inoti iyo Pa Tonaz, Pabho, Zvatanga, Kudhakwa, Fake Love ne Siya. Abva adonhedza mavhidhiyo maviri e Fake love…
Shona Baby Drops Nguva Yangu
Shona Baby is a ZimHipHop artist born in Harare. Adzoka neka trck katsva kanonzi Nguva Yangu kaprojuswa na Mello Snares. Haana mazuva abva kuti pakurira Ndadzoka Zvakare. Kanzwei kari pasasi…
Mufesi WePano Takunda Kurinyepa Atipakurira Kamwe
Yaa ndadzoka manje pakunyora zvekupenga after zvima weeks zvakati ooh ndiri pa break. Mazuva aabva aya Takunda akatipakurira ka softerz kanonzi Bharanzi kano feature Clef Jones na Dennis. Kanospaka mozokanzwa.…