Takunda Kurinyepa Adzoka Nekamwe Futi
by Tudzaa Sezvandakambotaura kumashure uku kuti muimbi uyu Takunda Kurinyepa ane chipo chekuimba chisina vakawanda. Anoimba zviri natural zvisina kubuda tsinga, voice rake harina ma scratch music yake iri international.…