Masaisai otsvedzera maSleyi Kwini e Instagram nemambuya eku Facebook
Hazvisi zvekuita rely ne one social media platform. Hantie mukuona kuti nezuro Facebook, Instagram ne Threads zvakambobheuka nezuro. Zvoda kuti munhu uveko kwese just in case. Vanhu nezuro vanga vazara…