TelOne Yawedzera Maspeeds Emasai sai ayo
Nhasi ndopakutanga kushanda mabhanduru ayo manyowani ayakabura mazuva apfuura aya. Ndanga ndakatotaimira kuona kuti ma speeds ayo achawedzera here. Yaa ishuwa ma speeds eTelOne Blaze ne TelOne fibre yayo zvawedzera.…