Econet Yafunga Kutipakurira Zvinyowani
Competition yakanaka inoita kuti zvinhu zvinakidze. Hapana kana mazuva TelOne yabva kudonhedza bhakosi rema new unlimited packages ayo. Now Econet yakuda kubura zvitsva. Econet smartbiz yayo yakatanga ichifaya now haichanakidze…