Trevor Dongo Ane Bhama Nyowani Richadonha Muna Kubvumbi
by Tudzaa Afunga kutipakurira bhama rinonzi Seasons muna April. Hameno kuti rinenge rakaitasei. Last year ane EP raipisa rainzi Different raive nema trcks 4 chete. Iroro akaribika zviri bho. Even…