by Tudzaa

Mumastreets eTwirra hamusi mekungotamba nevanhu vese vese coz havasi vanhu vese vanokufarira. Ha ha ndinzwei from my experience yekuvamo mumastreets kwenguva yakati ooh ndaona nekudzidza zvakawanda. Hamusi mekungopindira nyaya dzese dzese or else unozadzwa ropa. Ukangoziva vanhu vekutamba navo hausweroita BP.

Unoona sei kuti uyu haatambike naye.

1) Ukaisa comment pa post yake haakupindure.

2) Ukatumira message kuinbox haapindure

3) Ukaisa comment pa post yake anokupindura rough.

4) Ukatumira message kuinbox anoswera azadza mascreenshots pa TL.

Ukangoona ukusangana neizvo wobva waziva kuti munhu uyu haatambike naye chaunotsvira chii. So ngatitambei nevanhu vanotambika navo.

 

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *