Hapana kana nguva yabva kubura mabhanduru manyowani muna Chikunguru(July). Amuri kuona pamufananidzo uri pazasi apa.

Ma statements akadaiso anotyisa l hope kuti haizobvongodza mabhanduru anga akazvinakira ayakabva kubura, ikangodaro chete ndotiza. Pamwe ichadzosa kabhadhuru kaye ke 10usd for 50Gig kaimboveko pama packages ayo ekumashure. Hameno kuti muna Gumiguru(October) ichatipakurira zvakadii.

 

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *