by Tudzaa
Afunga kutipakurira bhama rinonzi Seasons muna April. Hameno kuti rinenge rakaitasei. Last year ane EP raipisa rainzi Different raive nema trcks 4 chete. Iroro akaribika zviri bho. Even mavhidhiyoz acho anga ari dope hapana zvaishoreka.
Mazuva abvaa Trevor Dongo aka feature mu trck ra Leslie Kampila rinonzi Ndiwe Wega. Vhidhiyo racho riri ku trender riri pa number 27 ku YouTube uko. I hope kuti this time pabhama raari kuda kubura richange rine mavhidhiyo ekuwanda futi. So far hatisati taziva kuti rinenge rine matrcks mangani & also nekuti ndivanani vacha feature mo. Tichiri murima hameno tichazoona parichabuda.